Doesnt Kwayedza always amaze you. Read this

Kwayedza from page

Nyaya yacho inoti: “Mumwe mukadzi wekuNational ku Mbare anonzi akaitirwa manenji chaiwo nechikomba chake icho chinonzi chakasiya chaitira tsvina muupfu senzira yokumupfidzisa mushure mekunge chabhadhariswa mari yakawanda yokupanana bonde….” Classic Kwayedza.